@mukurudotcom
Mukuru
2 years
@rodrickchipere @Inn_Bucks Tinokuchingamidzai kuMukuru. Tine hurombo zvikuru kunzwa nezve chiitiko ichi. Tinokoshesa mhinduro yenyu, uye tinoda kutaura nemi zvakare kuti tigadzirise nhuna dzamataura, saka tipeiwo nhamba dzenharembozha yenyu kuInbox.
3
0
9

Replies

@Inn_Bucks
InnBucks®
2 years
🟡🟢 loading 🔴🟣
320
415
2K
@rodrickchipere
chipere
2 years
@Inn_Bucks Dzokai please tanzwa nekubatwa rough nevanhu ve @mukurudotcom . Tobatwa kunge tauya kuzotora mari mahara
4
0
18
@w_wadzy
wadzy muqch
2 years
@mukurudotcom @rodrickchipere @Inn_Bucks Dai maservices enyu a improver maQs anorwadza aya
1
0
0
@mukurudotcom
Mukuru
2 years
@w_wadzy @rodrickchipere @Inn_Bucks Tinokuchingamidzai kuMukuru. Tine hurombo zvikuru kunzwa nezve chiitiko ichi. Tinokoshesa mhinduro yenyu, uye tinoda kutaura nemi zvakare kuti tigadzirise nhuna dzamataura, saka tipeiwo nhamba dzenharembozha yenyu kuInbox.
0
0
0
@Tondemureyani
Tonde
2 years
@mukurudotcom @rodrickchipere @Inn_Bucks @mukurudotcom you see am not the only one complaining about your service.. Your employees treat us like have failed to manage growth & training employees customer care.
0
0
2
@Giero447
V01
2 years
@mukurudotcom @rodrickchipere @Inn_Bucks @mukurudotcom munofizura henyu especially muchinhoyi unomira kubva na9a.m wozoipiwa na12 apa bhazi rekumusha rineratoenda Apa mukamboda kutinyima mari dzedu nekuti ndasiirira initial pazita🤣🙌🙌
0
0
0